2 Samuel 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo kukunda kwezuʋa iro kwakashandurwa kukaʋa kucema kwaʋanhu ʋose, nokuti ʋanhu ʋakanzwa zuʋa iro ɀicinzi: Mambo unocema mŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kuhondo yose, kukunda kwezuva iro kwakashandurwa kukava kuchema, nokuti pazuva iro, mauto akazvinzwa zvichinzi, “Mambo anochema nokuda kwomwanakomana wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro kukurira kwakanga kwaita hondo musi iwoyo kwakasanduka kukava kusuruvara kwavanhu vose sezvo musi iwoyo vanhu vakanzwa zvichinzi mambo vari kutorwadziwa mwoyo kwazvo nezvemwanakomana wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo kukunda kwezuva iro kwakashandurwa kukava kuchema kwavanhu vose, nokuti vanhu vakanzwa zuva iro zvichinzi, “Mambo unochema mwanakomana wake.”
Shona 2009?
Naizvozvo kukunda kwezuva iro kwakashandurwa kukava kuchema kwavanhu vose, nokuti vanhu vakanzwa zuva iro zvichinzi, "Mambo unochema mwanakomana wake."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo kukunda kwezuva iro kwakashandurwa kukava kuchema kwavanhu vose, nokuti vanhu vakanzwa zuva iro zvichinzi, “Mambo unochema mwanakomana wake.”