2 Samuel 19:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muranda wenyu unoziʋa kuti ndakatadza; naiɀoɀo tarirai, nhasi ndaʋuya ndicitaŋgira ʋose ʋeimba yaJosefa, ndakaɓuruka kuzosoŋgana nashe waŋgu mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ini muranda wenyu ndinozviziva kuti ndakatadza, asi nhasi ndauya pano sowokutanga weimba yose yaJosefa kuti ndiburuke uye ndizosangana naishe wangu iye mambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ini muranda wenyu ndinoziva kuti ndakatadza. Chionai kuti ndabva ndava ndini wokutanga kumhuri yose yokwaJosefi kudzika kuno kuzochingurana nemi mambo changamire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti muranda wenyu unoziva kuti ndakatadza; naizvozvo tarirai, nhasi ndauya ndichitangira vose veimba yaJosefa, ndakaburuka kuzosangana nashe wangu mambo.”
Shona 2009?
Nokuti muranda wenyu unoziva kuti ndakatadza; naizvozvo tarirai, nhasi ndauya ndichitangira vose veimba yaJosefa, ndakaburuka kuzosangana nashe wangu mambo."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti muranda wenyu unoziva kuti ndakatadza; naizvozvo tarirai, nhasi ndauya ndichitangira vose veimba yaJosefa, ndakaburuka kuzosangana nashe wangu mambo.”