2 Samuel 19:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kunaShimei: Hauŋgafi. Mambo akapika kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mambo akati kuna Shimei, “Haungafi.” Uye mambo akamuvimbisa nemhiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka mambo akati kuna Shimei, “Iwe hausi kuzofa,” mambo akatomutsidzira nemhiko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kuna Shimei, “Haungafi.” Mambo akapika kwaari.
Shona 2009?
Mambo akati kuna Shimei, "Haungafi." Mambo akapika kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kuna Shimei, “Haungafi.” Mambo akapika kwaari.