2 Samuel 19:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aȿika Jerusarema kuzosoŋgana namambo, mambo akati kwaari: Wakaregereiko kuenda neni, Mefibosheti?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakasvika achibva kuJerusarema achindosongana namambo, mambo akamubvunza akati, “Wakaregereiko kuenda neni, Mefibhosheti?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakabva kuJerusaremu akasvika pana mambo akati kwaari, “Wakaregerereiko kuenda neni nhai Mefibhosheti?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati asvika Jerusaremu kuzosangana namambo, mambo akati kwaari, “Wakaregereiko kuenda neni, Mefibhosheti?”
Shona 2009?
Zvino wakati asvika Jerusaremu kuzosangana namambo, mambo akati kwaari, "Wakaregereiko kuenda neni, Mefibhosheti?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati asvika Jerusaremu kuzosangana namambo, mambo akati kwaari, “Wakaregereiko kuenda neni, Mefibhosheti?”