2 Samuel 19:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kwaari: Ucaramba ucitaurireiko? Ndinoti: Iwe naZiba goʋanai nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kwaari, “Uchataurireiko zvakawanda? Ndinokurayira iwe naZibha kuti mugovane minda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati kwaari, “Chaucharamba uchitaurira nyaya yako iyi chii? Chandinotaura ndechokuti: iwe naZibha govanai munda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kwaari, “Ucharamba uchitaureiko?” Ndinoti, “Iwe naZibha govanai nyika.”
Shona 2009?
Mambo akati kwaari, "Ucharamba uchitaureiko?" Ndinoti, "Iwe naZibha govanai nyika."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kwaari, “Ucharamba uchitaureiko?” Ndinoti, “Iwe naZibha govanai nyika.”