2 Samuel 19:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakapinda muguta zuʋa iro ʋaciʋereʋedza, saʋanhu ʋanonyara kana ʋacitiza kurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vakapinda muguta vachiverevedza savanhu vanoverevedza vachinyara nokuti vatiza kubva kuhondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varwi vakapinda muguta vachiita zvokuverevedza musi iwoyo sezvinongoita varwi vari kunyara vanenge vachitiza muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakapinda muguta zuva iro vachiverevedza, savanhu vanonyara kana vachitiza kurwa.
Shona 2009?
Vanhu vakapinda muguta zuva iro vachiverevedza, savanhu vanonyara kana vachitiza kurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakapinda muguta zuva iro vachiverevedza, savanhu vanonyara kana vachitiza kurwa.