2 Samuel 19:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mefibosheti akati kunamambo: Iye ŋgaatore hake ɀose, ishe waŋgu mambo ɀaakadzokera kumba kwake norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mefibhosheti akati kuna mambo, “Ngaatore hake zvinhu zvose, sezvo zvino ishe wangu mambo asvika kumusha ari mupenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mefibhosheti akabva apindura mambo achiti, “Chiregai zvake atore wose imi mambo changamire zvamangodzoka zvakanaka kudai kumusha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mefibhosheti akati kuna mambo, “Iye ngaatore hake zvose, ishe wangu mambo zvaakadzokera kumba kwake norugare.”
Shona 2009?
Mefibhosheti akati kuna mambo, "Iye ngaatore hake zvose, ishe wangu mambo zvaakadzokera kumba kwake norugare."
Shona SUB 2002 Bible
Mefibhosheti akati kuna mambo, “Iye ngaatore hake zvose, ishe wangu mambo zvaakadzokera kumba kwake norugare.”