2 Samuel 19:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kunaBarzirai: Hendei, tiyambuke tose, ini ndicakuraramisa kwandiri paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kuna Bhazirai, “Yambuka pamwe chete neni ugogara neni muJerusarema, uye ini ndichakuriritira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati kuna Bhazirai, “Handei tose kuJerusaremu ndini ndichandokuchengeta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kuna Bharizirai, “Hendei, tiyambuke tose, ini ndichakuraramisa kwandiri paJerusaremu.”
Shona 2009?
Mambo akati kuna Bharizirai, "Hendei, tiyambuke tose, ini ndichakuraramisa kwandiri paJerusaremu."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kuna Bharizirai, “Hendei, tiyambuke tose, ini ndichakuraramisa kwandiri paJerusaremu.”