2 Samuel 19:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akapindura, akati: Kimhami ucayambuka neni, ini ndicamuitira iye seɀaunoɗa iwe; ɀose ɀaunoreʋa kwandiri ndicakuitira iɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati, “Kimihami achayambuka neni, uye ndichamuitira zvose zvinokufadza. Uye zvose zvaunoda kwandiri ndichakuitira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati, “Kimhamu ndiye achayambuka neni. Ndiye wandichaitira zvamunenge muchida ndichakuitiraiwo zvose zvamunenge muchida.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akapindura akati, “Chimhamu uchayambuka neni, ini ndichamuitira iye sezvaunoda iwe; zvose zvaunoreva kwandiri ndichakuitira izvo.”
Shona 2009?
Mambo akapindura akati, "Chimhamu uchayambuka neni, ini ndichamuitira iye sezvaunoda iwe; zvose zvaunoreva kwandiri ndichakuitira izvo."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akapindura akati, “Chimhamu uchayambuka neni, ini ndichamuitira iye sezvaunoda iwe; zvose zvaunoreva kwandiri ndichakuitira izvo.”