2 Samuel 19:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akafukidza ciso cake, mambo akacema nenzwi guru, aciti: Haiwa, mŋana waŋgu Absaromi, Absaromi, mŋana waŋgu, mŋana waŋgu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akafukidza chiso chake akachema zvikuru achiti, “Haiwa mwanakomana wangu Abhusaromu! Haiwa Abhusaromu, mwanakomana wangu, mwanakomana wangu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mambo akanga akabata uso achiridza mhere achiti, “Yowe, mwanagu Abhusharomu, Abhusharomu kani, mwana wangu. Nhai mwanangu we-e.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akafukidza chiso chake, mambo akachema nezwi guru, achiti, “Haiwa, mwana wangu Abhusaromu, Abhusaromu, mwana wangu, mwana wangu!”
Shona 2009?
Mambo akafukidza chiso chake, mambo akachema nenzwi guru, achiti, ' "Haiwa, mwana wangu Abhusaromu, Abhusaromu, mwana wangu, mwana wangu!"
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akafukidza chiso chake, mambo akachema nezwi guru, achiti, “Haiwa, mwana wangu Abhusaromu, Abhusaromu, mwana wangu, mwana wangu!”