2 Samuel 19:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mambo akayambukira Girgari, Kimhami akayambuka naye, naʋanhu ʋose ʋaJuda ʋakayambusa mambo, ʋuye ʋo hafu yaʋanhu ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati ayambukira kuGirigari, Kimihami akayambuka naye. Mauto ose eJudha nehafu yavarwi veIsraeri vakanga vayambutsa mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakayambukira mambo kuGirigari, Kimhamu akaendawoko naye navanhu vose vokwaJudha nechimwe chikamu chevokwaIsiraeri. Ndivo vakayambutsa mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mambo akayambukira Girigari, Chimhamu akayambuka naye, navanhu vose vaJudha vakayambusa mambo, uyewo hafu yavanhu vaIsiraeri.
Shona 2009?
Naizvozvo mambo akayambukira Girigari, Chimhamu akayambuka naye, navanhu vose vaJudha vakayambusa mambo, uyewo hafu yavanhu vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mambo akayambukira Girigari, Chimhamu akayambuka naye, navanhu vose vaJudha vakayambusa mambo, uyewo hafu yavanhu VaIsiraeri.