2 Samuel 19:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋose ʋaJuda ʋakapindura ʋarume ʋaIsraeri, ʋakati: Nokuti mambo ihama yeɗu yomumba; matsamŋireiko nemhaka iyi? Ko isu takatoŋgodya ɀamambo here? Iye wakatoŋgotipa cipo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vose veJudha vakapindura varume veIsraeri vachiti, “Takaita izvi nokuti mambo ihama yedu yapedyo. Seiko imi matsamwiswa nazvo? Tambodya here zvinhu zvamambo? Tambozvitorera kana chinhu chimwe chete here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vokwaJudha vose vakati kune vokwaIsiraeri, “Chatadariro ndechokuti ukama hwedu namambo iyeyuka ndohwepedyo chaizvo. Ko zvino chii chaicho chakushatirisai panyaya iyoyi? Pane chamambo chatakadya here isu, kana kuti pane chaakatipa here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vose vaJudha vakapindura varume vaIsiraeri, vakati, “Nokuti mambo ihama yedu yomumba; matsamwireiko nemhaka iyi? Ko isu takatongodya zvamambo here? Iye wakatongotipa chipo here?”
Shona 2009?
Varume vose vaJudha vakapindura varume vaIsiraeri, vakati, "Nokuti mambo ihama yedu yomumba; matsamwireiko nemhaka iyi? Ko isu takatongodya zvamambo here? Iye wakatongotipa chipo here?"
Shona SUB 2002 Bible
Varume vose vaJudha vakapindura varume VaIsiraeri, vakati, “Nokuti mambo ihama yedu yomumba; matsamwireiko nemhaka iyi? Ko isu takatongodya zvamambo here? Iye wakatongotipa chipo here?”