2 Samuel 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abineri, mŋanakomana waNeri, naʋaranda ʋaIshi‐bosheti, mŋanakomana waSauro, ʋakabva Mahanaimi, ʋakaenda Gibeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhineri mwanakomana waNeri, pamwe chete navaranda vaIshi-Bhosheti mwanakomana waSauro, vakabva paMahanaimu vakaenda kuGibheoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuneru mwanakomana waNeru namakurukuta aIshibhosheti mwanakomana waSauro vakabva kuMahanaimu vakaenda kuGibheoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhineri, mwanakomana waNeri, navaranda vaIshibhosheti, mwanakomana waSauro, vakabva Mahanaimu, vakaenda Gibheoni.
Shona 2009?
Zvino Abhineri, mwanakomana waNeri, navaranda valshibhosheti, mwanakomana waSauro, vakabva Mahanaimu, vakaenda Gibhioni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhineri, mwanakomana waNeri, navaranda vaIshibhosheti, mwanakomana waSauro, vakabva Mahanaimu, vakaenda Gibheoni.