2 Samuel 2:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakasimuka, ʋakaenda namapoka; gumi naʋaʋiri kurutiʋi rwaBenjamini naIshi‐bosheti, mŋanakomana waSauro, ʋuye gumi naʋaʋiri ʋaʋaranda ʋaDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vakasimuka vakaverengwa varume gumi navaviri kurutivi rwaBhenjamini naIshiBhosheti mwanakomana waSauro, uye gumi navaviri kurutivi rwaDhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakandomirisana vakati uku gumi navaviri vokwaBhenjamini naIshibhosheti mwanakomana waSauro; uku gumi navaviri vokumakurukota aDhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakasimuka, vakaenda namapoka; gumi navaviri kurutivi rwaBhenjamini naIshibhosheti, mwanakomana waSauro, uye gumi navaviri vavaranda vaDhavhidhi.
Shona 2009?
Ipapo vakasimuka, vakaenda namapoka; gumi navaviri kurutivi rwaBhenjamini naIshibhosheti, mwanakomana waSauro, uye gumi navaviri vavaranda vaDhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakasimuka, vakaenda namapoka; gumi navaviri kurutivi rwaBhenjamini naIshibhosheti, mwanakomana waSauro, uye gumi navaviri vavaranda vaDhavhidhi.