2 Samuel 2:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abineri akati kwaari: Tsaukira hako kurudyi kana kuruɓoshwe, uɓate hako rimŋe ramajaya, utore nhumbi dzake dzokurwa nadzo. Asi Asaheri wakaramba kutsauka pakumuteʋerera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhineri akati kwaari, “Enda kurudyi kana kuruboswe; ubate rimwe ramajaya uritorere zvombo zvaro.” Asi Asaheri haana kurega kumudzinganisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuneri akamuti, “Tsaukira zvako kurudyi kana kuruboshwe uwane rimwe jaya raungabate uripambe.” Asi Asaheri akaramba angoti tsvome tsvome naye chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhineri akati kwaari, “Tsaukira hako kurudyi kana kuruboshe, ubate hako rimwe ramajaya, utore nhumbi dzake dzokurwa nadzo.” Asi Ashaheri wakaramba kutsauka pakumuteverera.
Shona 2009?
Abhineri akati kwaari, "Tsaukira hako kurudyi kana kuruboshe, ubate hako rimwe ramajaya, utore nhumbi dzake dzokurwa nadzo." Asi Ashaheri wakaramba kutsauka pakumuteverera.
Shona SUB 2002 Bible
Abhineri akati kwaari, “Tsaukira hako kurudyi kana kuruboshe, ubate hako rimwe ramajaya, utore nhumbi dzake dzokurwa nadzo.” Asi Ashaheri wakaramba kutsauka pakumuteverera.