2 Samuel 2:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abineri akati ɀe kunaAsaheri: Tsauka hako pakunditeʋerera; ndicakuʋurayireiko? Ndiŋgazondoʋonana sei naJoabi mukuru wako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhineri akayambira Asaheri zvakare akati, “Chirega zvokundidzinganisa! Unodirei kuti ndikuuraye? Ndingazotarisana sei nomukoma wako Joabhu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuneru ndokutizve kuna Asaheri, “Rega zvokundidzingira izvi. Unodirei kuti ndikupatitsire pasi? Ndingazotarisana sei nomukoma wako Joabhu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhineri akatizve kuna Ashaheri, “Tsauka hako pakunditeverera; ndichakuurayireiko? Ndingazondoonana sei naJoabhu mukuru wako?”
Shona 2009?
Abhineri akatizve kuna Ashaheri, "Tsauka hako pakunditeverera; ndichakuurayireiko? Ndingazondoonana sei naJoabhu mukuru wako?"
Shona SUB 2002 Bible
Abhineri akatizve kuna Ashaheri, “Tsauka hako pakunditeverera; ndichakuurayireiko? Ndingazondoonana sei naJoabhu mukuru wako?”