2 Samuel 2:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi akati: NaMŋari mupenyu, ɗai usina‐kutaura, ɀirokwaɀo ʋanhu ʋaŋgaɗai ʋarega maŋgwana kuteʋerera mumŋe nomumŋe hama yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akapindura akati, “Ndinopika naMwari mupenyu, dai wanga usina kuzvitaura, varume ava vangadai varamba vachidzinganisa hama dzavo kusvikira mangwana mangwanani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akati, “NaMwari chaiye mupenyu, dai wanga usina kutaura saizvozvo chokwadi varume ava vaitosvikira mangwana mangwanani vachingoronda chete hama dzavo idzodzo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu akati, “NaMwari mupenyu, dai usina kutaura, zvirokwazvo vanhu vangadai varega mangwana kuteverera mumwe nomumwe hama yake.”
Shona 2009?
Joabhu akati, "NaMwari mupenyu, dai usina kutaura, zvirokwazvo vanhu vangadai varega mangwana kuteverera mumwe nomumwe hama yake."
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu akati, “NaMwari mupenyu, dai usina kutaura, zvirokwazvo vanhu vangadai varega mangwana kuteverera mumwe nomumwe hama yake.”