2 Samuel 2:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimudza Asaheri, ʋakandomuʋiga mubgiro bgaɓaɓa ʋake, bgaiʋa paBeti‐rehemi. Joabi naʋanhu ʋake ʋakafamba ʋusiku bgose, ʋutoŋga bgukatȿuka pakuȿika kwaʋo paHebroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatora Asaheri vakandomuviga muguva rababa vake paBheterehema. Ipapo Joabhu navanhu vake vakafamba usiku hwose uye vakandosvika paHebhuroni mambakwedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatora Asaheri vakamuviga muguva rababa vake kuBheterehemu. Joabhu navanhu vake vakararirofamba usiku hwose vakaedzerwa vava kuHebhuroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimudza Ashaheri, vakandomuviga muhwiro hwababa vake, hwaiva paBheterehemu. Joabhu navanhu vake vakafamba usiku hwose, utonga hwukatsvuka pakusvika kwavo paHebhuroni.
Shona 2009?
Vakasimudza Ashaheri, vakandomuviga muhwiro hwababa vake, hwaiva paBheterehemu. Joabhu navanhu vake vakafamba usiku hwose, utonga hwukatsvuka pakusvika kwavo paHebhuroni.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimudza Ashaheri, vakandomuviga muhwiro hwababa vake, hwaiva paBhetirehemu. Joabhu navanhu vake vakafamba usiku hwose, utonga hwukatsvuka pakusvika kwavo paHebhuroni.