2 Samuel 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋaJuda ʋakaʋuya ʋakazodza Davidi’po, kuti aʋe mambo weimba yaJuda. Ʋakaʋudza Davidi, ʋaciti: Ʋarume ʋeJabeshi‐gireadi ndiʋo ʋakaʋiga Sauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume veJudha vakauya paHebhuroni vakazodzapo Dhavhidhi kuti ave mambo weimba yaJudha. Zvino Dhavhidhi paakanzwa kuti varume veJabhesi Gireadhi ndivo vakanga vaviga Sauro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vokwaJudha vakauyako vakagadza Dhavhidhi umambo hwokwaJudha. Pavakataurira Dhavhidhi kuti, “Varume vokuJabheshigireadhi ndivo vakaviga Sauro,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vaJudha vakauya vakazodza Dhavhidhi, kuti ave mambo weimba yaJudha. Vakaudza Dhavhidhi vachiti, “Varume veJabheshigireadhi ndivo vakaviga Sauro.”
Shona 2009?
Varume vaJudha vakauya vakazodza Dhavhidhi, kuti ave mambo weimba yaJudha. Vakaudza Dhavhidhi vachiti, "Varume veJabheshiGiriyadhi ndivo vakaviga Sauro."
Shona SUB 2002 Bible
Varume vaJudha vakauya vakazodza Dhavhidhi, kuti ave mambo wemba yaJudha. Vakaudza Dhavhidhi vachiti, “Varume veJabheshi-gireyadhi ndivo vakaviga Sauro.”