2 Samuel 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova ŋgaakuitirei ʋo ɀakanaka neɀokwaɗi; neni ʋo ndicakuitirai ɀakanaka, ɀamakaita iɀoɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha ngaachikuitirai tsitsi nokutendeka, uye neniwo ndichakuitirai zvimwe chetezvo nokuti imi makaita izvozvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ngaachikuitirai mwoyochena avewo zvake akatendeseka. Iniwo ndichakuitirai zvakanaka pamusana pokuti makaita izvozvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha ngaakuitireiwo zvakanaka nezvokwadi; neniwo ndichakuitirai zvakanaka, zvamakaita izvozvi.
Shona 2009?
Zvino Jehovha ngaakuitireiwo zvakanaka nechokwadi; neniwo ndichakuitirai zvakanaka, zvamakaita izvozvi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha ngaakuitireiwo zvakanaka nezvokwadi; neniwo ndichakuitirai zvakanaka, zvamakaita izvozvi.