2 Samuel 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino, maʋoko enyu ŋgaaʋe nesimba, muʋe noʋumhare; nokuti Sauro ishe wenyu wakafa, ɀino ʋeimba yaJuda ʋakandizodza, kuti ndiʋe mambo waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ivai nesimba nokutsunga, nokuti Sauro tenzi wenyu afa, uye imba yaJudha yandizodza kuti ndive mambo wavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino chishingai mwoyo, muve vanhu vane chivindi, changamire wenyu, Sauro zvaakafa uyewo vokwaJudha zvavakandigadza umambo hwokwawo kuti ndivatonge.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino, maoko enyu ngaave nesimba, muve noumhare; nokuti Sauro ishe wenyu wakafa, zvino veimba yaJudha vakandizodza, kuti ndive mambo wavo.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino, maoko enyu ngaave nesimba, muve noumhare; nokuti Sauro ishe wenyu wakafa, zvino veimba yaJudha vakandizodza, kuti ndive mambo wavo."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino, maoko enyu ngaave nesimba, muve noumhare; nokuti Sauro ishe wenyu wakafa, zvino veimba yaJudha vakandizodza, kuti ndive mambo wavo.”