2 Samuel 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abineri, mŋanakomana waNeri, mukuru wehondo yaSauro, wakaŋga atora Ishi‐bosheti, mŋanakomana waSauro, akamuisa Mahanaimi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichakadaro, Abhineri mwanakomana waNeri, mukuru wehondo yaSauro, akanga atora IshiBhosheti mwanakomana waSauro, akandomuisa kuMahanaimu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Abhuneru mwanakomana waNeru mutungamiriri wehondo yaSauro akanga atora Ishibhosheti mwanakomana waSauro akaenda naye kuMahanaimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhineri, mwanakomana waNeri, mukuru wehondo yaSauro, wakanga atora Ishibhosheti, mwanakomana waSauro, akamuisa Mahanaimu;
Shona 2009?
Zvino Abhineri, mwanakomana waNeri, mukuru wehondo yaSauro, wakanga atora Ishibhosheti, mwanakomana waSauro, akamuisa Mahanaimu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhineri, mwanakomana waNeri, mukuru wehondo yaSauro, wakanga atora Ishibhosheti, mwanakomana waSauro, akamuisa Mahanaimu;