2 Samuel 20:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kuri’po munhu wakaipa, wainzi Sheba, mŋanakomana waBikri, muBenjamini; iye akaridza hwamanda, akati: Isu hatinomugoʋe kunaDavidi, ʋuye hatinenhaka kumŋanakomana waJese; ʋaIsraeri, mumŋe nomumŋe ŋgaaende kutente rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nhubu yainzi Shebha mwanakomana waBhikiri, muBhenjamini, aivapowo. Akaridza hwamanda akadanidzira achiti, “Isu hatina mugove muna Dhavhidhi, hatina chikamu mumwanakomana waJese! Munhu wose ngaaende kutende rake, imi vaIsraeri!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakangoitikawo kuti paiva nomumwe matatapure womunhu ainzi Shebha mwanakomana waBhikiri wokwaBhenjamini. Akaridza hwamanda akati, “Isu muna Dhavhidhi, mugove hatina. Hatina nhaka mumwana waJese isu. VokwaIsiraeri we-e, munhu wese ngaazive nzira aende kwake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuripo munhu wakaipa, wainzi Shebha, mwanakomana waBhikiri, muBhenjamini; iye akaridza hwamanda, akati, “Isu hatina mugove kuna Dhavhidhi, uye hatina nhaka kumwanakomana waJese; vaIsiraeri, mumwe nomumwe ngaaende kutende rake.”
Shona 2009?
Zvino kwakanga kuripo munhu wakaipa, wainzi Shebha, mwanakomana waBhikiri, muBhenjamini; iye akaridza hwamanda, akati, "Isu hatina mugove kuna Dhavhidhi, uye hatina nhaka kumwanakomana waJese; vaIsiraeri, mumwe nomumwe ngaaende kutende rake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuripo munhu wakaipa, wainzi Shebha, mwanakomana waBhikiri, muBhenjamini; iye akaridza hwamanda, akati, “Isu hatina mugove kuna Dhavhidhi, uye hatina nhaka kumwanakomana waJese; VaIsiraeri, mumwe nomumwe ngaaende kutende rake.”