2 Samuel 20:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino rimŋe jaya raJoabi rakaŋga rimire’po naye, rikati: Aninani unoɗa Joabi, nouri kurutiʋi rwaDavidi, ŋgaateʋere Joabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavanhu vaJoabhu akamira parutivi rwaAmasa akati, “Ani naani anoda Joabhu, uye ani naani ari waDhavhidhi, ngaatevere Joabhu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe murume wokwaJoabhu akamira pedyo nechitunha chaAmasa ndokusheedzera achiti, “Munhu wese anenge achida Joabhu neanenge ari wokwaDhavhidhi, ngaatevere Joabhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino rimwe jaya raJoabhu rakanga rimirepo naye, rikati, “Ani nani unoda Joabhu, nouri kurutivi rwaDhavhidhi, ngaatevere Joabhu.”
Shona 2009?
Zvino rimwe jaya raJoabhu rakanga rimirepo naye, rikati, "Ani nani unoda Joabhu, nouri kurutivi rwaDhavhidhi, ngaatevere Joabhu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino rimwe jaya raJoabhu rakanga rimirepo naye, rikati, “Ani nani unoda Joabhu, nouri kurutivi rwaDhavhidhi, ngaatevere Joabhu.”