2 Samuel 20:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akafamba namarudzi ose aIsraeri kuȿikira paAberi, neBeti‐maaka, naʋaBeri ʋose; ʋanhu ʋose ʋakaʋuŋgana, ʋakamuteʋera ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sheba akapfuura nomumarudzi ose aIsraeri kusvikira kuAbheri Bheti Maaka uye nomudunhu rose ravaBheri, avo vakaungana pamwe chete vakamutevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shebha akafamba achidevanisa nemadzinza okwaIsiraeri ose kusvika kuAbheri nokuBhetimaaka nokuvaBheri vose vakaungana vakamutevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akafamba namarudzi ose aIsiraeri kusvikira paAbheri, neBhetimaaka, navaBheri vose; vanhu vose vakaungana, vakamuteverawo.
Shona 2009?
Akafamba namarudzi ose aIsiraeri kusvikira paAbheri, neBhetimaaka, navaBheri vose; vanhu vose vakaungana, vakamuteverawo.
Shona SUB 2002 Bible
Akafamba namarudzi ose aIsiraeri kusvikira paAbheri, neBhetimaaka, navaBheri vose; vanhu vose vakaungana, vakamuteverawo.