2 Samuel 20:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mumŋe mukadzi, wakaŋga akacenjera, akaɗanidzira ari muguta, akati: Inzwai, inzwai, ɗoʋudzai Joabi, muti: Sweɗera pano, nditaure newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mukadzi akangwara akadanidzira ari muguta akati, “Inzwai! Inzwai! Taurirai Joabhu kuti auye pano kuti ndigotaura naye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe mukadzi akanga akangwara akadaidzira ari mugutamo achiti, “Nditeerereiwo munzwe. Itii vaJoabhu vauye apo ndimbotaurawo navo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mumwe mukadzi, wakanga akachenjera, akadanidzira ari muguta, akati, “Inzwai, inzwai, doudzai Joabhu, muti, ‘Swedera pano, nditaure newe.’ ”
Shona 2009?
lpapo mumwe mukadzi, wakanga akachenjera, akadanidzira ari muguta, akati, "Inzwai, inzwai, doudzai Joabhu, muti, `Swedera pano, nditaure newe.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mumwe mukadzi, wakanga akachenjera, akadanidzira ari muguta, akati, “Inzwai, inzwai, doudzai Joabhu, muti, ‘Swedera pano, nditaure newe.’ ”