2 Samuel 20:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akasweɗera kwaari. Mukadzi akati: Ndiwe Joabi here? Iye akapindura, akati: Ndini. Ipapo akati kwaari: Inzwai mashoko omurandakadzi wenyu. Iye akapindura, akati: Ndinonzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenda kwaari, iye akamubvunza akati, “Ndiwe Joabhu here?” Akapindura akati, “Ndini.” Mukadzi akati, “Teererai zvinoreva murandakadzi wenyu.” Iye akati, “Ndakateerera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akaenda kwaari, iye ndokuti, “Ndimi vaJoabhu?” Joabhu akati, “Ndini.” Mukadzi akabva ati, “Chimbonzwai zvandavakutaura ini muranda wenyu.” Akati “Ndipire ndizwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akaswedera kwaari. Mukadzi akati, “Ndiwe Joabhu here?” Iye akapindura akati, “Ndini.” Ipapo akati kwaari, “Inzwai mashoko omurandakadzi wenyu.” Iye akapindura akati, “Ndinonzwa.”
Shona 2009?
Iye akaswedera kwaari. Mukadzi akati, "Ndiwe Joabhu here?" Iye akapindura akati, "Ndini." Ipapo akati kwaari, "Inzwai mashoko omurandakadzi wenyu." Iye akapindura akati, "Ndinonzwa."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akaswedera kwaari. Mukadzi akati, “Ndiwe Joabhu here?” Iye akapindura akati, “Ndini.” Ipapo akati kwaari, “Inzwai mashoko omurandakadzi wenyu.” Iye akapindura akati, “Ndinonzwa.”