2 Samuel 20:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akataura, akati: Kare ʋanhu ʋaiti: Ɀirokwaɀo, ʋacabvunza mano paAberi, mhoȿa ndokuperera’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akaenderera achiti, “Kare kare vaisimboti, ‘Tora mhinduro yako paAbheri,’ uye zvaipera ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Makarekare vakuru vaiti, ukangobvunza zano kuAbheri, nyaya yaibva yapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akataura akati, “Kare vanhu vaiti, ‘Zvirokwazvo, vachabvunza mano paAbheri, mhosva ndokupererapo.’
Shona 2009?
Zvino akataura akati, "Kare vanhu vaiti, `Zvirokwazvo, vachabvunza mano paAbheri, mhosva ndokupererapo.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akataura akati, “Kare vanhu vaiti, ‘Zvirokwazvo, vachabvunza mano paAbheri, mhosva ndokupererapo.’