2 Samuel 20:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Adorami ndiye wairaira cibaro, naJehoshafati mŋanakomana waAhirudi waiʋa sahwira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adhoniramu akanga ari mutaririri wavashandi vechibharo; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi akanga ari munyori wenhoroondo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adhoramu aiva mukuru mukuru wezvebasa rechibharo, Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi ariye samunyori mukuru mukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Adhoaramu ndiye wairaira chibharo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira;
Shona 2009?
Adhoramu ndiye wairaira chibharo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira;
Shona SUB 2002 Bible
Adhoaramu ndiye wairaira chibharo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira;