2 Samuel 20:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo akati kunaAmasa: Ndikokere ʋarume ʋaJuda ʋaʋuŋgane namazuʋa matatu; newe uʋe pano ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akati kuna Amasa, “Dana varume veJudha vauye kwandiri pakati pamazuva matatu, uye newe uve pano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akazoti kuna Amasa, “Ndikokoredzere vanhu vokwaJudha vave pano mushure memazuva matatu iwe unge uri panowo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akati kuna Amasa, “Ndikokere varume vaJudha vaungane namazuva matatu; newe uve panowo.”
Shona 2009?
Zvino mambo akati kuna Amasa, "Ndikokere varume vaJudha vaungane namazuva matatu; newe uve panowo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akati kuna Amasa, “Ndikokere varume vaJudha vaungane namazuva matatu; newe uve panowo.”