2 Samuel 20:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaAbishai: Ɀino Sheba mŋanakomana waBikri ucatitadzira kupfuʋura Absaromi. Tora ʋaranda ʋashe wako, umuteʋerere, arege kuɀiwanira maguta akakombga namaȿiŋgo, akatipukunyukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Zvino Sheba mwanakomana waBhikiri achatiitira zvakaipa kupfuura zvakaitwa naAbhusaromu. Tora varanda vatenzi wako umutevere, zvimwe angawana maguta akakomberedzwa uye akatipunyuka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Zvino Shebha uyu mwana waBhikiri achatipinza nhamo kupfuura Abhusharomu. Chitora makurukota okwachangamire wako umuronde angadaro akapinda mumaguta etsvingo akazotinzvenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Zvino Shebha mwanakomana waBhikiri uchatitadzira kupfuura Abhusaromu. Tora varanda vashe wako, umuteverere, arege kuzviwanira maguta akakombwa namasvingo, akatipukunyukira.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, "Zvino Shebha mwanakomana waBhikiri uchatitadzira kupfuura Abhusaromu. Tora varanda vashe wako, umuteverere, arege kuzviwanira maguta akakombwa namasvingo, akatipukunyukira."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Zvino Shebha mwanakomana waBhikiri uchatitadzira kupfuura Abhusaromu. Tora varanda vashe wako, umuteverere, arege kuzviwanira maguta akakombwa namasvingo, akatipukunyukira.”