2 Samuel 20:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaciȿika pabge guru raiʋa paGibeoni, Amasa akasoŋgana naʋo. Ɀino Joabi wakaŋga akaɀisuŋga ŋguʋo yake yokurwa nayo yaakaŋga afuka; iyo yakaŋga yakasuŋgwa nebanhire rakaŋga rinomunondo wakasuŋgirwa paciʋuno cake, uri mumuhara mawo; ɀino wakati acifamba, ukawira pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vari padombo guru muGibheoni, Amasa akauya kuzosangana navo. Joabhu akanga akapfeka nguo yake yokurwa, uye pairi paiva nebhanire rakasungirwa pachiuno chake rine munondo waiva mumuhara wawo. Zvino akati achienda mberi, wakadonha kubva mumuhara wawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvika kuzidombo guru rokuGibheoni, Amasa akasanganidzana navo. Izvozvo Joabhu akanga akapfeka hanzu dzake dzehondo, pamusoro padzo akasungira bhande muchiuno raiva nebakatwa muhara. Paakati achiti fambei bakatwa rakasvotokera pasi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vachisvika pabwe guru raiva paGibheoni, Amasa akasangana navo. Zvino Joabhu wakanga akazvisunga nguo yake yokurwa nayo yaakanga afuka; iyo yakanga yakasungwa nebhanhire rakanga rino munondo wakasungirwa pachiuono chake, uri mumuhara mawo; zvino wakati achifamba, ukawira pasi.
Shona 2009?
Vakati vachisvika pabwe guru raiva paGibhiyoni, Amasa akasangana navo. Zvino Joabhu wakanga akazvisunga nguvo yake yokurwa nayo yaakanga afuka; iyo yakanga yakasungwa nebhanhire rakanga rino munondo wakasungirwa pachiuono chake, uri mumuhara mawo; zvino wakati achifamba, ukawira pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vachisvika pabwe guru raiva paGibheoni, Amasa akasangana navo. Zvino Joabhu wakanga akazvisunga nguo yake yokurwa nayo yaakanga afuka; iyo yakanga yakasungwa nebhanhire rakanga rino munondo wakasungirwa pachiuono chake, uri mumuhara mawo; zvino wakati achifamba, ukawira pasi.