2 Samuel 21:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akaʋudzwa ɀakaŋga ɀaitwa naRizpa mukunda waAya, muroŋgo waSauro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati ataurirwa zvakaitwa naRizipa, mwanasikana waAya, murongo waSauro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati ataurirwa zvakanga zvaitwa naRizipa mwanasikana waAya murongo waSauro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akaudzwa zvakanga zvaitwa naRizipa mukunda waAya, murongo waSauro;
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akaudzwa zvakanga zvaitwa naRizipa mukunda waAya, murongo waSauro;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akaudzwa zvakanga zvaitwa naRizipa mukunda waAya murongo waSauro,