2 Samuel 21:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋiga mafupa aSauro naaJonatani mŋanakomana wake panyika yaʋaBenjamini paZera, pabgiro bgaKishi ɓaɓa ʋake; ʋakaita ɀose ɀaʋakaŋga ʋarairwa namambo. Shure kwaiɀoɀo Mŋari akanzwira nyika tsitsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaviga mapfupa aSauro naJonatani mwanakomana wake muhwiro hwaKishi baba vaSauro, paZara muBhenjamini, uye vakaita zvose zvavakarayirwa namambo. Shure kwaizvozvo, Mwari akapindura munyengetero wokumiririra nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaviga mapfupa aSauro neemwana wake Jonatani muguva rababa vake Kishi kunyika yokwaBhenjamini muZera. Vakaita zvose zvakanzi namambo zviitwe. Mushure mezvo Mwari ndopaazodzora zvake mwoyo kunzwa minamato yaiitirwa nyika iyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaviga mapfupa aSauro naaJonatani mwanakomana wake panyika yavaBhenjamini paZera, pahwiro hwababa vake; vakaita zvose zvavakanga varairwa namambo. Shure kwaizvozvo Mwari akanzwira nyika tsitsi.
Shona 2009?
Vakaviga mapfupa aSauro naaJonatani mwanakomana wake panyika yavaBhenjamini paZera, pahwiro hwababa vake; vakaita zvose zvavakanga varairwa namambo. Shure kwaizvozvo Mwari akanzwira nyika tsitsi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaviga mapfupa aSauro naaJonatani mwanakomana wake panyika yavaBhenjamini paZera, pahwiro hwababa vake; vakaita zvose zvavakanga varairwa namambo. Shure kwaizvozvo Mwari akanzwira nyika tsitsi.