2 Samuel 21:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ishbi‐benobi, mumŋe waʋanakomana ʋaRafa, waiʋa nepfumo rakaȿika pamashekeri anamazana matatu endarira pakurema kwaro, iye wakaŋga akashoŋga munondo mutȿa, akafuŋga kuʋuraya Davidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Ishi-Bhenoni, mumwe wezvizvarwa zvaRafa, aiva nomusoro wepfumo wairema mazana matatu amashekeria uye akapakata munondo mutsva, akati achauraya Dhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ishibhibhenobhu mumwe wechizvarwa chehofori aiva nepfumo rairema makirogiramu anoda kukwana mana, akasungirira bakatwa idzva akafunga zvokuuraya Dhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ishibhibhenobhi, mumwe wavanakomana vaRafa, waiva nepfumo rakasvika pamashekeri ana mazana matatu endarira pakurema kwaro, iye wakanga akashonga munondo mutsva, akafunga kuuraya Dhavhidhi.
Shona 2009?
Zvino Ishibhibhenobhi, mumwe wavanakomana vaRafa, waiva nepfumo rakasvika pamashekeri ana mazana matatu endarira pakurema kwaro, iye wakanga akashonga munondo mutsva, akafunga kuuraya Dhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ishibhibhenobhi, mumwe wavanakomana vaRafa, waiva nepfumo rakasvika pamashekeri ana mazana matatu endarira pakurema kwaro, iye wakanga akashonga munondo mutsva, akafunga kuuraya Dhavhidhi.