2 Samuel 21:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo kurwa kwakazoʋa’po ɀe naʋaFiristia paGobi; Sibekai, muHushati, akaʋuraya Safi, mumŋe waʋanakomana ʋaRafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, kwakavazve nokurwa navaFiristia, paGobhi. Panguva iyoyo Sibhekai muHushati akauraya Safi, mumwe wezvizvarwa zvaRafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvo kwakamukazve hondo navaFirisitia kuGobhu ndokubva Sibhekai wokuHusha auraya Safi aiva mumwe wechizvarwa chehofori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo kurwa kwazovapozve navaFirisitia paGobhi; Sibekai, muHushati, akauraya Safi, mumwe wavanakomana vaRafa.
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo kurwa kwazovapozve navaFirisitia paGobhi; Sibekai, muHushati, akauraya Safi, mumwe wavanakomana vaRafa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo kurwa kwazovapozve navaFirisitia paGobhi; Sibekai, muHushati, akauraya Safi, mumwe wavanakomana vaRafa.