2 Samuel 21:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakarwa ɀe naʋaFiristia paGobi, Erhanani mŋanakomana waJaari‐oregimi weBeti‐rehemi akaʋuraya Goriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakaŋga rwakaita seɗanda romuruki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pano kumwe kurwa navaFiristia paGobhi, Erihanani mwanakomana waJoare-Oregimi muBheterehema akauraya Goriati muGiti, akanga ane pfumo raiva nerwiriko rwakanga rwakaita setsvimbo yomuruki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakaita zvakare imwe hondo navaFirisitia kuGobhu. Erihanani mwanakomana waJaareoregimu wokuBheterehemu akauraya Goriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakanga rwakaita somutandariko wechinoshandiswa nomuruki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakarwazve navaFirisitia paGobhi, Erihanani mwanakomana waJaarioregimi weBheterehemu akauraya Goriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakaga rwakaita sedanda romuruki.
Shona 2009?
Vakarwazve navaFirisitia paGobhi, Erihanani mwanakomana waJaarioregimi weBheterehemu akauraya Goriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakaga rwakaita sedanda romuruki.
Shona SUB 2002 Bible
Vakarwazve navaFirisitia paGobhi, Erihanani mwanakomana waJaarioregimi weBhetirehemu akauraya Goriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakaga rwakaita sedanda romuruki.