2 Samuel 21:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kuʋaGibeoni: Ndiŋgakuitirai inyi? Ndiŋgayananisa neiko, kuti muropafadze nhaka yaJehova?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabvunza vaGibheoni akati, “Ndingakuitirai chiiko? Ndingayananisa neiko kuitira kuti mugoropafadza nhaka yaJehovha?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabvunza vechiGibheoni kuti, “Chii chandingakuitirei? Ndingakuripei nei kuti mugokomborera nhaka yaTenzi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuva Gibheoni, “Ndingakuitirai chinyi? Ndingayananisa neiko, kuti muropafadze nhaka yaJehovha?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuva Gibhiyoni, "Ndingakuitirai chinyi? Ndingayananisa neiko, kuti muropafadze nhaka yaJehovha?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuva Gibheoni, “Ndingakuitirai chinyi? Ndingayananisa neiko, kuti muropafadze nhaka yaJehovha?”