2 Samuel 21:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati kunamambo: Iye munhu, wakatipedza, wakatifuŋgira mano akaipa kuti tiparadzwe, tirege kugara panyika yose yaIsraeri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura mambo vakati, “Kana ari munhu akatiparadza uye akaita rangano yokuti tipere uye tishayiwe nzvimbo kupi zvako muIsraeri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kuna mambo, “Kumunhu akaparadza vamwe vedu achironga zvokutitsakatisa achitishayisa pokugara munyika yose muno yeIsiraeri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati kuna mambo, “Iye munhu, wakatipedza, wakatifungira mano akaipa kuti tiparadzwe, tirege kugara panyika, yose yaIsiraeri,
Shona 2009?
Ivo vakati kuna mambo, "Iye munhu, wakatipedza, wakatifungira mano akaipa kuti tiparadzwe, tirege kugara panyika yose yalsiraeri,
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati kuna mambo, “Iye munhu, wakatipedza, wakatifungira mano akaipa kuti tiparadzwe, tirege kugara panyika yose yaIsiraeri,