2 Samuel 21:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋarume ʋanomŋe ʋaʋana ʋake ŋgaʋapiwe’su, tiʋasuŋgirire pamberi paJehova paGibea raSauro, mutsaurwa waJehova. Mambo akati: Ndicakupai iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvizvarwa zvake zvechirume zvinomwe ngazvipiwe kwatiri kuti zviurayiwe uye zviiswe pachena pamberi paJehovha paGibhea raSauro musanangurwa waJehovha.” Saka mambo akati, “Ndichavapa kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tipei vazukuru vake vechikomana vanomwe tigovasungirira mudenga kuGibhea kwaSauro musarudzwi waTenzi.” Mambo akati, “Ndichavapa kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
varume vanomwe vavana vake ngavapiwesu, tivasungirire pamberi paJehovha paGibhea raSauro, mutsaurwa waJehovha.” Mambo akati, “Ndichakupai ivo.”
Shona 2009?
varume vanomwe vavana vake ngavapiwesu, tivasungirire pamberi paJehovha paGibhiya raSauro, mutsaurwa waJehovha." Mambo akati, "Ndichakupai ivo."
Shona SUB 2002 Bible
varume vanomwe vavana vake ngavapiwesu, tivasungirire pamberi paJehovha paGibhia raSauro, mutsaurwa waJehovha.” Mambo akati, “Ndichakupai ivo.”