2 Samuel 21:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaʋaisa mumaʋoko aʋaGibeoni, iʋo ʋakaʋasuŋgirira pagomo pamberi paJehova, ʋakafa ʋari ʋanomŋe; ʋakaʋurawa pamazuʋa okukohwa, pamazuʋa okutaŋga, pakutaŋga kwokukohwa bari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavaisa mumaoko avaGibheoni, ivo vakavasungirira pachikomo pamberi paJehovha. Vose vari vanomwe vakafa pamwe chete; vakaurayiwa panguva yokutanga kukohwa, pakutanga kwokukohwewa kwebhari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akavapa kune vechiGibheoni vakavasungirira mudenga pagomo pana Tenzi vakabva vaparara pamwechete vari vanomwe kudaro. Vakaurayiwa mazuva okutanga enguva yokukohwa, nguva yokutanga-tanga kukohwa bhari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akavaisa mumaoko avaGibheoni, ivo vakavasungirira pagomo pamberi paJehovha, vakafa vari vanomwe; vakaurawa pamazuva okukohwa, pamazuva okutanga, pakutanga kwokukohwa bhari.
Shona 2009?
akavaisa mumaoko avaGibhiyoni, ivo vakavasungirira pagomo pamberi paJehovha, vakafa vari vanomwe; vakaurawa pamazuva okukohwa, pamazuva okutanga, pakutanga kokukohwa bhari.
Shona SUB 2002 Bible
akavaisa mumaoko avaGibheoni, ivo vakavasungirira pagomo pamberi paJehovha, vakafa vari vanomwe; vakaurayiwa pamazuva okukohwa, pamazuva okutanga, pakutanga kwokukohwa bhari.