2 Samuel 22:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokupenya, kwakaŋga kuri pamberi pake, Mazimbe omŋoto akaɓatidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pakupenya kwouripo hwake mabhanan'ana emheni akapenya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokupenya kwaiva mberi kwake, mazhenje omoto wemheni aivaima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokupenya, kwakanga kuri pamberi pake, Mazimbe omoto akabatidzwa.
Shona 2009?
Nokupenya, kwakanga kuri pamberi pake, Mazimbe omoto akabatidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokupenya, kwakanga kuri pamberi pake, Mazimbe omoto akabatidzwa.