2 Samuel 22:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo pasi peguŋgwa pakaʋonekwa, Ʋuye nheyo dzenyika dzakaratidzwa pacena, Nokutuka kwaJehova, Nokufema kwomŋeya wemhino dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mipata yegungwa yakaiswa pachena uye nheyo dzenyika dzakabudiswa pachena nokutuka kwaJehovha, nokufema kwomweya nemhino dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makoronga omugungwa akaoneka, pagere nyika pakanyatsoti pachena yacha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo pasi pegungwa pakaonekwa, Uye nheyo dzenyika dzakaratidzwa pachena, Nokutuka kwaJehovha, Nokufema kwemweya wemhino dzake.
Shona 2009?
Ipapo pasi pegungwa pakaonekwa, Uye nheyo dzenyika dzakaratidzwa pachena, Nokutuka kwaJehovha, Nokufema kwemweya wemhino dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo pasi pegungwa pakaonekwa, Uye nheyo dzenyika dzakaratidzwa pachena, Nokutuka kwaJehovha, Nokufema kwemweya wemhino dzake.