2 Samuel 22:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatambanudza ruʋoko rwake ari kumsoro, akanditora, Akandinyukura pamvura zhinji;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Akatambanudza ruoko ari kudenga uye akandibata; akandibudisa kubva pamvura yakadzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandisveerera ruoko ari kumusoro akanditora, akandinyurura mumvura zhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Wakatambanudza ruoko rwake ari kumusoro, akanditora, Akandinyukura pamvura zhinji;
Shona 2009?
"Wakatambanudza ruoko rwake ari kumusoro, akanditora, Akandinyukura pamvura zhinji;
Shona SUB 2002 Bible
Wakatambanudza ruoko rwake ari kumusoro, akanditora, Akandinyukura pamvura zhinji;