2 Samuel 22:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jehova wakandiitira ɀakaenzana nokururama kwaŋgu, Ɀakaenzana nokucena kwaŋgu pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akandipa mubayiro maererano nokururama kwangu, maererano nokuchema kwangu pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka andidzorerawo maererano nokururama kwandinako zvichifambiranawo nokuchena kwangu mukuona kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jehovha wakandiitira zvakaenzana nokururama kwangu, Zvakaenzana nokuchena kwangu pamberi pake.
Shona 2009?
Naizvozvo Jehovha wakandiitira zvakaenzana nokururama kwangu, Zvakaenzana nokuchena kwangu pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jehovha akandiitira zvakaenzana nokururama kwangu, Zvakaenzana nokuchena kwangu pamberi pake.