2 Samuel 22:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uneŋgoni, munomuitira ʋo ŋgoni; Munhu, wakarurama kwaɀo, munomuitira ʋo ɀakarurama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kune vakatendeka munoratidza kutendeka kwenyu, kune vasina chavanopomerwa munoratidza kusapomerwa kwenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune akatendeka, imi makatendeka, kune akarurama, imi makarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ane ngoni, munomuitirawo ngoni; Munhu, wakarurama kwazvo, munomuitirawo zvakarurama;
Shona 2009?
"Ane ngoni, munomuitirawo ngoni; Munhu, wakarurama kwazvo, munomuitirawo zvakarurama;
Shona SUB 2002 Bible
Ane ngoni, munomuitirawo ngoni; Munhu, wakarurama kwazvo, munomuitirawo zvakarurama;