2 Samuel 22:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nemi ndicaʋamba hondo, Kana ndinaMŋari waŋgu ndicaɗarika ruȿiŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Norubatsiro rwenyu ndinogona kuenda kundorwa nechikwata chavarwi; naMwari wangu ndinogona kukwira rusvingo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti nemi ndinoparadza chikwata chavarwi, ndiina Mwari wangu, rusvingo ndinosvetuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nemi ndichavamba hondo, Kana ndina Mwari wangu ndichadarika rusvingo.
Shona 2009?
Nokuti nemwi ndichavamba hondo, Kana ndina Mwari wangu ndichadarika rusvingo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nemi ndichavamba hondo, Kana ndina Mwari wangu ndichadarika rusvingo.