2 Samuel 22:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari Mŋari, nzira yake yakarurama kwaɀo; Shoko raJehova rakaidzwa; Ndiye nhoʋo yaʋose ʋanotenda kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana ari Mwari, nzira yake yakarurama kwazvo; shoko raJehovha harina charingapomerwa. Ndiye nhoo yavose vanovanda maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari uyu, nzira dzake dzakarurama, zvinotaurwa naTenzi ndezvechokwadi, inhoo yevose vanopotera kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ari Mwari, nzira yake yakarurama kwazvo; Shoko raJehovha rakaidzwa; Ndiye nhoo yavose vanotenda kwaari.
Shona 2009?
"Kana ari Mwari, nzira yake yakarurama kwazvo; Shoko raJehovha rakaidzwa; Ndiye nhovo yavose vanotenda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari Mwari, nzira yake yakarurama kwazvo; Shoko raJehovha rakaidzwa; Ndiye nhoo yavose vanotenda kwaari.