2 Samuel 22:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ndiye nhare yaŋgu inesimba; Iye unondifambisa nenzira yakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
NdiMwari anondishongedza nesimba uye anoruramisa nzira yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari iyeyu ndiye diziro rangu akaita kuti nzira yangu ive yakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari ndiye nhare yangu ine simba; Iye unondifambisa nenzira yakarurama.
Shona 2009?
Mwari ndiye nhare yangu ine simba; Iye unondifambisa nenzira yakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari ndiye nhare yangu ine simba; Iye unondifambisa nenzira yakarurama.