2 Samuel 22:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodzidzisa maʋoko aŋgu kurwa; Naiɀoɀo maʋoko aŋgu anowembura ʋuta bgendarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anodzidzisa maoko angu kurwa; maoko angu anowembura uta hwendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anondidzidzisa kurwa hondo zvokuti kunyange uta hwendarira maoko angu anogona kutatamura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unodzidzisa maoko angu kurwa; Naizvozvo maoko angu anowembura uta hwendarira.
Shona 2009?
Unodzidzisa maoko angu kurwa; Naizvozvo maoko angu anowembura uta bwendarira.
Shona SUB 2002 Bible
Unodzidzisa maoko angu kurwa; Naizvozvo maoko angu anowembura uta hwendarira.